Give it all to God in the hands of God.

Give it all to God in the hands of God. mrning gents n ladies this page is fr lifting up ur spirit to a stain level. God bless u

if u knw God u re rich.so everyone get in powered by the messages I through hre.i hope u to be up lifted everyday.

22/12/2022

Makasimba hre hama dzangu.ndine hurombo nekusasangana pano kwekanguva. GORE RATOPERA: NDInoda umbowanawo nguva yekurangarira mai vakakuberereka.ndati mai nekuti mai ndivo vanoshanda bsa nguru pakukura kwako kupinda baba. Asi handisi kuti baba Havana bsa. Wakapedzisira kufonera mai riinhi? Wakapedzisira kutumira chikafu riinhi?wakapedzisira riinhi kuti mhai ndokudai nemuromo zvawo? Masweetie mangani aunotumira h**e pachinhambo chamai vakakupa zamhu? Ndati pengenuka. Kumusha happened. Kutumira mbeu hautumire. Mukadzi hauna kna murume hauna bsa kudya mari.uuuuu unonyadzisa hama ndati popular united zvaknka.bible says remember ur parents iwe uri kuita sewakadonha mudengauuuuu tibvirei apa titendeukirei pfungwa dzichinge.amen sababa ndati ndikutsiure zvichiri Pedyo. Swerving munyasha.

Good afternoon or evening.my first word is JESUS IS COMING VERY SOON.Re u prepared to meet him?. If yes.thars fine .if n...
22/09/2022

Good afternoon or evening.my first word is JESUS IS COMING VERY SOON.Re u prepared to meet him?. If yes.thars fine .if no then why? Fix those things which stop u to meet Jesus when he come fr the second time. I promise get ready my bro my sis. Taketheword of God serious.ameen

18/09/2022

Good evening friends hw was your Sunday. My n was good n Worshiping listening to the gosple Paslm23.1..6. What abt u? Where did u spend your Sunday?. Wth who? Doing what? At which place.? Do nt wast the time JESUS IS COMING BACK SOON ameen

Chimbochinjawo zvinhu muupenyu hwako.inga kana kudya tinochinja muriwo wani. Life neeed Tobe changed. Usabata hupenyu hw...
11/09/2022

Chimbochinjawo zvinhu muupenyu hwako.inga kana kudya tinochinja muriwo wani. Life neeed Tobe changed. Usabata hupenyu hwahwakapiwa naMwari huchap. Kunemachapa ehupenu vanoisa marara muhupenyu vanoisa tsvina muhupenyu.uchazvidavirira pamberi pamwari shamwari. Kna Mwari akagutsikana nekukusika vakati ngatiite munhu akafanana nesu iwe wozvibata huchapa uchitadza kumunamata uchazvidavirira dia. Gadzirira mhinduro musi wekutongwa nyaya hampered pano mukuru wangu. Muchamira pamutsetse bamukuru. Mandinzwa hre amaiguru muchazvidavirira ameen. Ndakuudza chenda unoswera uchipomba uchimba. Uchiuraya zveese uchazvidavirira ameen

MABVI OSE ACHAPFUNGA: ZVichimborevei kuti mabvi ose achapfungama?izvi kungotaura kuti kune mumwe mukuru kupina vose vanh...
05/08/2022

MABVI OSE ACHAPFUNGA: ZVichimborevei kuti mabvi ose achapfungama?izvi kungotaura kuti kune mumwe mukuru kupina vose vanhu.Mwari ndiMwari. Tichida tisingadi tichamunamata.Bhibheri rinodato mabvi ose achapfungama. Hazvinei kuti unemotional kna hauna.kunamata Mwari hakudi mari kungoda moyo wako chete. Bhibheti rinongoti vane nzara nenyota yekutsvaka Mwari ndivo vanodiwa uuuu ichi ichokwadi.Saka usadada hako kna ndina Mwari ndiri mukuru kwauri. Mabvi ose achapfungama.have Alice day

16/07/2022

Jesu ari kudzoka vadikani ndati ndingokuyeuchidza. Gara wakagadzirira. Zvakafanana nerufu musi waunofa hauuzive. Saka kunamata hakusi kupusa ndokungwara mnje

KUTENDA:Baba wedu Abraham vakakunda nekutenda.saka kutenda kunobva pachinhu chausati wawana asi uchitenda kuti ndatova n...
08/02/2022

KUTENDA:Baba wedu Abraham vakakunda nekutenda.saka kutenda kunobva pachinhu chausati wawana asi uchitenda kuti ndatova nacho.kutochibata icho Chisato chavapo ndo inonziFAITH. Nhasi kune vanonamata vasina k a kna kutenda.as a result minamatu haina mhinduro. Tenda tenda kuti Mwari vanozviita vasati vazviita faith. Kutoti mangwana ndiri kubhadhara school fees iwe usina kna cent.kkkkk wotoona mangwana Mwari vatuma mnhu nemari . It sounds unlock bt God is God.amen amen

Maswera sei.CHECK UR STEPS:There is something happening in life which disturbed alot. In Christianity u have to check ur...
29/01/2022

Maswera sei.CHECK UR STEPS:There is something happening in life which disturbed alot. In Christianity u have to check ur steps every time. The devil is behind u kkkk. Dn' relax when u re in God. Be alert. Most Christian countries by the devil coz they relax. Have more time wth God , have more prayer everyday, have more reading ur Bible more a day. New brethren hre we preach the truth of God. We share the truth. So u rewellcome all.ameen.

Makasimba hre vadikani.For more info gore rino tichange tichitaurirana pano nema LIVE STREAM. Ndakaona zvakanka kuti tim...
26/01/2022

Makasimba hre vadikani.For more info gore rino tichange tichitaurirana pano nema LIVE STREAM. Ndakaona zvakanka kuti timboonana zviso tichibatsirana. Rwendo rwekunamata runoda kutakurirana mutoro. Ndakaona kuti kune vazhinji vakaremerwa chose. So the Bible say help each other. Ndinotenda zvichatibatsira .kune vakarambwa, marriage dziri kufa, marriage dziri kuvava, vakabvutirwa varume/vakadzi zvoose timboona kuti Mwari vanotisvitsa papi.have a nice day love u all

WANDII KUSVISIYA: Gore rapera raiva nezvaro nerino rinezvaro.wakarwadziwa zvakanyanya. nezvinorema gore rapera wadii kun...
19/01/2022

WANDII KUSVISIYA: Gore rapera raiva nezvaro nerino rinezvaro.wakarwadziwa zvakanyanya. nezvinorema gore rapera wadii kungosvisiya Mwari vanoona. Wakabata mukadzi nechikomba hupenyu mufana ndozva zvinoita wadii kungosvisiya Mwari vanoona.wakachema ukashungurudzwa nehama hasvinei Mwari vanewe.Makarwadziwa amai mabata baba kuti vanemwana wavakaita nemumwe mukadzi zvinorwadza moyo chigotorai mwana murere zvakatopfuura Mwari vanoziva madii kuzvisiya. Ndiwo mashoko ekutanga kwegore rino.chirega kufunga zvegore rapera zvinorwadz mukoma.

Address

23171 Gwaze Street Kraaifontein
Cape Town
3171

Telephone

+27785616149

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Give it all to God in the hands of God. posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Give it all to God in the hands of God.:

Share