BIBLE STUDY TODAY

BIBLE STUDY TODAY WELCOM TO ☆BIBLE STUDY TOKUGASHIRAI NEMAOOKO MAVIRI NGATIDZIDZE ZVE BIBLE ONLY NO POLITICAL,SOCCE

09/10/2021

Psalms 10
1 Why standest thou afar off, O Lord? why hidest thou thyself in times of trouble?

2 The wicked in his pride doth persecute the poor: let them be taken in the devices that they have imagined.

3 For the wicked boasteth of his heart's desire, and blesseth the covetous, whom the Lord abhorreth

09/10/2021

MAPISAREMA 10
1 Munomirireiko kure, Jehovha? Munozvivanzireiko panguva dzokutambudzika?

2 Pakuzvikudza kwake akaipa anotambudza murombo zvikuru; Ngavabatwe namano avakafunga.

3 Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda moyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza.

03/10/2021

ZVIREVO 10
1 Zvirevo zvaSoromoni. Mwanakomana, akachenjera, anofadza baba; Asi mwanakomana benzi anoshuwisa mai vake.

2 fuma yakawanikwa nezvakaipa haibatsiri chinhu; Asi kururama kunorwira parufu.

3 Jehovha haangatenderi mweya wowakarurama kuti unzwe nzara; Asi kupanga kwavakaipa unokusundira kure.

4 Anobata noruoko rusine hanya, achava murombo; Asi ruoko rweasina usimbe runofumisa.

01/10/2021

1 kings 10
1 And when the queen of Sheba heard of the fame of Solomon concerning the name of the Lord, she came to prove him with hard questions.

2 And she came to Jerusalem with a very great train, with camels that bare spices, and very much gold, and precious stones: and when she was come to Solomon, she communed with him of all that was in her heart.

3 And Solomon told her all her questions: there was not any thing hid from the king, which he told her not.

4 And when the queen of Sheba had seen all Solomon's wisdom, and the house that he had built,

5 And the meat of his table, and the sitting of his servants, and the attendance of his ministers, and their apparel, and his cupbearers, and his ascent by which he went up unto the house of the Lord; there was no more spirit in her.

6 And she said to the

01/10/2021

1 MADZIMAMBO 10
1 Zvino mambokadzi weShebha, wakati anzwa mbiri yaSoromoni pamusoro pezita raJehovha, akauya kuzomuidza nemibvunzo mikukutu.

2 Akasvika Jerusaremu navanhu vazhinji namakamera aitakura zvinonhuwira, nendarama zhinji-zhinji, nezvibwe zvinokosha; zvino wakati asvika kuna Soromoni, akataurirana naye pamusoro pezvose zvaiva mumoyo make.

3 Soromoni akapindura mibvunzo yake yose; hakuna chinhu chakanga chakavanzirwa mambo, chaakanga asingagoni kumuudza.

4 Zvino mambokadzi weShebha wakati aona kungwara kwose kwaSoromoni, neimba yaakanga avaka,

5 nezvokudya zvaiva patafura yake, nokugara kwavaranda vake, nokushumira kwavabatiri vake, nenguvo dzavo, navadiri vake, nechikwiriso chake chaaikwira nacho kuimba yaJehovha, akapera mweya.

6 Akati kuna mambo, Guhu randakanzwa munyika yangu ramashoko enyu nokungwara kwenyu rakanga riri razvokwadi.

27/09/2021

REVHITIKO 15
1 Zvino Jehovha wakataura naMozisi naAroni akati,

2 Taurai navana vaIsiraeri, muti kwavari, `Kana murume ane zvimwe zvinoyerera, zvinobuda pamuviri wake, uchava usina kunaka nokuda kwokuyerera kwake.'

3 Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muviri wake uchibudisa zvinoyerera, kana muviri warega hawo kubudisa zvinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake.

4 nhovo imwe neimwe yaanovata pamusoro payo ichava isina kunaka; nechinhu chimwe nechimwe chaanogara chichava chisina kunaka.

5 Ani naani unobata nhovo dzake, ngaasuke nguvo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko.

6 Munhu unogara pachinhu chakagarwa naiye une zvinoyerera, ngaasuke nguvo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko.

27/09/2021

Judges 16
1 Then went Samson to Gaza, and saw there an harlot, and went in unto her.

2 And it was told the Gazites, saying, Samson is come hither. And they compassed him in, and laid wait for him all night in the gate of the city, and were quiet all the night, saying, In the morning, when it is day, we shall kill him.

3 And Samson lay till midnight, and arose at midnight, and took the doors of the gate of the city, and the two posts, and went away with them, bar and all, and put them upon his shoulders, and carried them up to the top of an hill that is before Hebron.

4 And it came to pass afterward, that he loved a woman in the valley of Sorek, whose name was Delilah.

5 And the lords of the Philistines came up unto her, and said unto her, Entice him, and see wherein his great strength lieth, and by what means we may prevail against him, that we may bind him to afflict him: and we will give thee every one of us eleven hundred pieces of silver.

27/09/2021

HAGAI 1
1 Negore rechipiri ramambo Dhariusi, nomwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika nomuporofita Hagai kuna Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, nokuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki, mupirisiti mukuru, richiti,

2 Jehovha wehondo unotaura, achiti, `Vanhu ava vanoti nguva ichigere kusvika, iyo nguva yokuvakwa kweimba yaJehovha.'

3 Ipapo shoko raJehovha rakasvika nomuporofita Hagai, richiti,

4 Ko zvino inguva yamungagara imi mudzimba dzenyu dzakashongedzwa namatanda, imba ino riri dongo here?

5 Zvino zvanzi naJehovha wehondo, Cherekedzai zvamakaita.

6 Makakusha zvizhinji, asi makacheka zvishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamugungwi; munofuka, asi hakuna unodziyirwa; unobatira mubayiro unobatira kuti azvichengete muhombodo yakabvooka.

7 Zvanzi naJehovha wehondo, Cherekedzai zvamakaita.

8 Kwirai mugomo, muuye namatanda, muvake imba iyi; ini ndichaifarira, uye ini ndichakudzwa ndizvo zvinotaura Jehovha.

9 Makafunga kuwana zvizhinji, tarirai, zvakangoita zvishoma; makati mazviisa kumusha, ini ndikafuridzira pamusoro pazvo. Nemhaka yeiko? Ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Nemhaka yeimba yangu riri dongo, mumwe nomumwe wenyu achimhanyira kumba kwake.

10 Saka denga rakaramba nedova nemhaka yenyu, nenyika inoramba nezvibereko zvayo.

11 Ndakadana kuwoma kuuye panyika, napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napane zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, napamabasa ose amaoko avanhu.

12 Ipapo Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, naJoshua mwanakomana waJehozadhaki, mupirisiti mukuru, navanhu vose vakanga vasara, vakateerera inzwi raJehovha Mwari wavo, namashoko omuporofita Hagai, sezvaakanga atumwa naJehovha Mwari wavo; vanhu vakatya pamberi paJehovha.

13 Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, wakataura navanhu sezvaakarairwa neshoko rakatumwa naJehovha, akati, Ndinemi ndizvo zvinotaura Jehovha.

14 Jehovha akamutsa mweya waZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, nomw

Psalms 411 Blessed is he that considereth the poor: the Lord will deliver him in time of trouble.2 The Lord will preserv...
27/09/2021

Psalms 41
1 Blessed is he that considereth the poor: the Lord will deliver him in time of trouble.

2 The Lord will preserve him, and keep him alive; and he shall be blessed upon the earth: and thou wilt not deliver him unto the will of his enemies.

3 The Lord will strengthen him upon the bed of languishing: thou wilt make all his bed in his sickness.

4 I said, Lord, be merciful unto me: heal my soul; for I have sinned against thee.

5 Mine enemies speak evil of me, When shall he die, and his name perish?

6 And if he come to see me, he speaketh vanity: his heart gathereth iniquity to itself; when he goeth abroad, he telleth it.

7 All that hate me whisper together against me: against me do they devise my hurt.

8 An evil disease, say they, cleaveth fast unto him: and now that he lieth he shall rise up no more.

27/09/2021

Psalms 30
1 I will extol thee, O Lord; for thou hast lifted me up, and hast not made my foes to rejoice over me.

2 O Lord my God, I cried unto thee, and thou hast healed me.

3 O Lord, thou hast brought up my soul from the grave: thou hast kept me alive, that I should not go down to the pit.

4 Sing unto the Lord, O ye saints of his, and give thanks at the remembrance of his holiness.

5 For his anger endureth but a moment; in his favour is life: weeping may endure for a night, but joy cometh in the morning.

6 And in my prosperity I said, I shall never be moved.

7 Lord, by thy favour thou hast made my mountain to stand strong: thou didst hide thy face, and I was troubled.

27/09/2021

HIE GUYS

Address

LETHLABILE
Brits

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when BIBLE STUDY TODAY posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to BIBLE STUDY TODAY:

Share