Deborah Woman Prayer Group

Deborah Woman Prayer Group Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Deborah Woman Prayer Group, Religious organisation, 7 Greenworks, Boksburg East.

Prophetess Petty and Deborah International Prayer Group and Sermons is a Christ driven group inspired by Judges 5 verse 7
The story of a woman who rose to serve Israel

💥 BIG GOMO GOMO WOYEEE🔥🔥🔥💃. 2️⃣DAYS TO GOO💃💃💃📌SATURDAY IYOYI YATAKATARISANA NAYO TIKUYENDA GARDEN OF EDEN GOMO. UKU ATIS...
11/06/2026

💥 BIG GOMO GOMO WOYEEE🔥🔥🔥💃. 2️⃣DAYS TO GOO💃💃💃

📌SATURDAY IYOYI YATAKATARISANA NAYO TIKUYENDA GARDEN OF EDEN GOMO. UKU ATISI KUNORARA ITS A DAY SERVICE KUBVA NA9AM - 3PM

📌DEBORAH KUMBIRA OFF KUBASA KANA UCHISHANDA SATURDAY

📌VEKUMABASA MARANGARIRWA

📌DEBORAH INVITE SOMEONE USAWUYE WEGA KOKA HAMA NESHAMWARI

📌VANHU VAKUSANGANA CORNER ROBERT MUGABE AND RUZENDE. MA USHER ANONGE AVAPO KUTANGA 7AM KUSVIKA 8:30AM VAKAPFEKA GREEN BIB AKANZI DEBORAH

📌TRANSPORT 3USD KUYENDA NEKUDZOKA

💥DEBORAH UKU USASARE KUCHATSVA DEMO KUCHISARA MUPINYU. OPARATION MVEMVE NGARIKURURWE

Pane afungwa ne denga, unopupura chete

Testimony Testimony Gomo testimony 💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿Prophetess petty rangu ra**ra mhamha ndikufara. Ndakazviwudza kuti gore rim...
11/06/2026

Testimony Testimony Gomo testimony 💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿Prophetess petty rangu ra**ra mhamha ndikufara. Ndakazviwudza kuti gore rimo ndikuda kumbotevera Deborah ndisingachewuke ndiwone zvoramba here. Mhamha ndayifunga kuti kuchinja machurch ndiko kunopa testimony ndayiti pandangonzwa kuti pakupisa ndoti nako. Prayer group rangowungana vanhu naro even renyu ndakatowuya ndatonzwa kupisa kwenyu panyaya dzevana nedzimba nemabasa ndiyo mbiri yenyu yandakanzwa😂😂Prophetess asi pandakasvika pamuri ndakanzwa kamwe kakudzikama soo ndikanzwa moyo wangu uchiti usabva pano zvinoyita ipapo ndakakuzivai 2025 muna November. This year ndakati ndoda kufamba neDeborah ndimbowona zvoramba here prophetess petty makanyanya ndanga ndanets mhamha pangovhurwa church ndayimhanya 10years nhumbu ichiramba kana murume wangu akatoshamisika muti ndaramba ndiri panzvimbo one sei akaguma asawuye kwese lwandayinzi huyai mese nekuti ndayimbeya kutsvaga mwana prophetess asi ndazowona kuti chinopa mwana akusi kuchinja machurch asi kutenda kwangu chete thank you mom sorry nekurebesa mhamha ndikufara mhamha.

HAKUNA AKAMBOKWIDZA GOMO AKADZIKA AKADARO. SATURDAY NGATISANGANEI GARDEN OF EDEN
11/06/2026

HAKUNA AKAMBOKWIDZA GOMO AKADZIKA AKADARO. SATURDAY NGATISANGANEI GARDEN OF EDEN

11/06/2026

DAILY MANNA FROM HEAVEN

TOPIC : SET YOUR HOUSE IN ORDER

2 Kings 20:1 - In those days was Hezekiah sick unto death. And the prophet Isaiah the son of Amoz came to him, and said unto him, Thus saith the Lord, *Set thine house in order; for thou shalt die, and not live.

This was not just a message to a king—it is a message to all of us. When God spoke to Hezekiah through Isaiah, He was calling for alignment, preparation, and spiritual readiness. To “set your house in order” means more than cleaning your physical space. It means: Putting your spiritual life right with God.

Dealing with unfinished matters. Letting go of sin, bitterness, and disobedience. Aligning your life with God’s will and purpose. Many people live as if they have unlimited time, but this scripture reminds us that life is fragile and time is precious.

God is calling you today ; Fix your prayer life and return to your first love.Forgive those who hurt you and walk in obedience. Put God first in everything you do.The beautiful part of this story is that when Hezekiah turned his face to the wall and prayed, God heard him and extended his life. This shows us that: It is never too late to get things right with God.

Scriptures to meditate
Proverbs 3:5–6 – “Trust in the Lord with all thine heart; and lean not unto thine own understanding…”

Ecclesiastes 12:1 – “Remember now thy Creator in the days of thy youth…”

James 4:14 – “For what is your life? It is even a vapor…”

PRAYER
Heavenly Father,
Help me to set my house in order. Search my heart and remove anything that is not pleasing to You. Give me grace to live a life of obedience and purpose. Teach me to number my days and walk in wisdom. I surrender everything to You today, in Jesus’ name, Amen.

POWERFULL TESTIMONY IN THE HOUSE💃💃💃💃💃🔥
10/06/2026

POWERFULL TESTIMONY IN THE HOUSE💃💃💃💃💃🔥

10/06/2026

GREETINGS PROPHETESS AND DEBORAH'S FAMILY
🤝🤝🤝🤝🤝🤝

46 Vakasvika Jeriko; zvino wakati achibuda Jeriko navadzidzi vake navazhinji-zhinji, Bartimeo, mwanakomana waTemeo, raiva bofu riri rombe, wakanga agere panzira.
47 Iye wakati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akatanga kudanidzira, achiti; Jesu Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni
48 Vazhinji vakamuraira kuti anyarare, asi iye wakanyanya kudanidzira kwazvo, achiti; Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni

MAKO 10:46-47-48

Manheru ano uno mwaka we prayer weku namata until something happens ndiri kuda tishumire tese pano ma Deborah ndava nhau iyii ingagona kubetsere mumwe munhu aripano
Bible rinoti zvino Jeso akati achibuda mu Jericho navadzidzi vake mumwe murume aiva bofu anonzi Bartimeo ndokuunzwa kuti ndi Jeso we Nazareth anopfuura, Bartimeo ano jamuka Jeso abude muguta iye osara ari bofu
Bartimeo anoti Mwari hazviite kuti mudariko ndigosara ndisina mesoo
Mwaka uno ndine ere munhu anoti Mwari kana uri mwedzi uno handikusiyei muchidarika kana musina kugadzirisa nyaya dzangu Jehovah handikusiyei muchienda ndigosara ndiri murwere

Hama ndiri kudawo ma Deborah ane nharo anoti satani enough is enough pawakati nyararidza pakakwana Iko zvino tiri kurova prayer kusvika tava nema results
Bartimeo achideedza Jeso ruzhinji rwaiti nyarara haaa andizive Deborah kuti imhepo yerudzi rwupi inoti ukatanga kudeedza Jeso inotanga kuku rambidza kukunamata
But manheru ano ndiri kudawo madzimai ane nharo sa Bartimeo anoti wether zvinhu zvafamba kana hazvina tirikuzo namata chete
Ma Deborah anoti Mwari kundipa marriage kana kurega prayer handisi kumira
Son of David have mercy on me😭😭😭 Jambwa richiti nyarara, hurombe huchiti haukodzere, Deborah uchiinamatira imba unoudzwa zvino discourager tariro yako
Imbo vhara nzeve Mira kuteerera vanhu Mira teerera mweya wedzinza deedzera chete
Satani anoziva kana uka nyarara mu prayer plan yake yabudirira🤔 Deborah muvengi wako hadii kuti unamate everyday ndava ano ziva ukajaira tsika iyoyoo haachaku gone soo anounza challenge after challenge kusvika wakuona sekunge Mwari vasinganzwe or vasinga deere but keep on praying Deborah
Unofanira kubata chipenyu vadzivisi varipo, chaunoda Mwari ngaakuitire ma attacks nema challenges aripo
How many of us are ready to pray🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mwari handisi kuda challenge inondi misa kudeedza zita renyu, handisi kuda kuona ma problems chete muhupenyu hwangu asi ndiri kuda kuva nekutenda kuti Mwari anondinzwa
Prayeeeeeeeeeeeeeeeer*🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Thank you for your time deborah's family may God bless you
🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻

10/06/2026

PRAY THIS PRAYER: I COME AGAINST EVERY CRISIS THAT TRIES TO DESTROY MY DESTINY.

Lord Jesus, You are the Most High God.

There is none before You, and none after You.
You are the God of my salvation.
You alone are infinitely wise.

Lord Jesus, I come before You in prayer, standing against every crisis, attack, obstacle, and scheme designed to destroy, delay, or derail my destiny.

I declare with confidence that every plan formed against the purpose You have ordained for my life shall not prevail.

I declare that I will not be defeated by life's circumstances, but instead I will walk boldly and victoriously into the fullness of the future You have assigned and appointed for me.

I command all demonic spirits that have gained access to me through curses and rituals to be cut off and banished from me and my household, now.

I destroy every crisis that attempts to derail my destiny.

Lord Jesus, let every storm that rises against me be silenced by the power of Your name.

Come now and break every chain of fear, confusion, discouragement, and limitation.

Open every great door that no one can shut, and guide my steps according to Your perfect will.

I declare that my destiny is protected and secured in Your hands.

I destroy all curses and claims targeting my destiny to be utterly disarmed and dismantled now.

I destroy every crisis that attempts to derail my destiny.

Lord Jesus, everything You have ordained for me shall come to pass.

Your Word declares that no good thing will You withhold from those who love You and walk upright.
From this day forward, I declare that every setback will become a setup for greater blessings, and every challenge will work together for my ultimate good.

I destroy every crisis that attempts to derail my destiny.

As of today, Lord Jesus, may Your favor surround me, Your protection cover me, and Your Spirit lead me into victory.

I receive divine strength, breakthrough, restoration, and success.

I am moving forward into the place where no crisis will destroy what You have called me to become.

I destroy every crisis that attempts to derail my destiny.

From this day forward, I declare that I will overcome every obstacle, fulfill my divine purpose, and walk in the victory that has been prepared for me.

Let this prayer be sealed by the mighty name of Jesus.

In Jesus' name I pray.
Amen and Amen.


STAY BLESSED DEBORAH

09/06/2026

Address

7 Greenworks
Boksburg East
1459

Telephone

+263733185785

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Deborah Woman Prayer Group posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share