Harare Trends

Harare Trends Nyaya dzose pano ndipo padzinotaurwa manje to safeguard your name you post your problems thru the email [email protected].

If you dont want yo problems to be solved in privacy you can state that. All status are posted with the aproval of the sender

This group is adminstered with Pastors husband and wife who aresaved and believe in saviour JESUS CHRIST so feel free to air your views post and teach in any way you are led by the spirit of our living GOd

03/01/2026

Winky was better than Jah that's why he was the main act

12/09/2025

Ichokwadi here kuti nyika iri kuguma September uno

11/09/2025

Kumachurch hakusina chakanaka vafundisi vavengana zvimwe chete nevatendi hameno kuti zvoitwa sei 🤷

10/09/2025

Baba Harare vazongotora advantage yekusapihwa Mari kuchurch asi chokwadi ndechekuti vanga vasina calling uyezve vanga vagara vaine hurongwa hwekudzokera kujiti zvisinei vagona havo 😏

03/09/2025

Chii chakaita kuti urege kuenda kuchurch munhu aimboda Mwari kudaro

03/09/2025

Another accident In Chitungwiza please check with your loved ones

03/08/2025

Nhasi imboita nharo semu sabata neprayer The heavens must open for you in Jesus's name

Ava baba ava ngaadzoke kuJiti kugospel tiri kumanikidzira kunzwa hedu Baba Harare
24/07/2025

Ava baba ava ngaadzoke kuJiti kugospel tiri kumanikidzira kunzwa hedu Baba Harare


The most painful moments of the Chitungwiza accident is the 50c issue caused life to 17 people had the conductor accepte...
24/07/2025

The most painful moments of the Chitungwiza accident is the 50c issue caused life to 17 people had the conductor accepted kungoenda nemunhu akati haana $ dai vanhu vari vapenyu may their dear souls rest in peace

24/07/2025

Kutaura hako ichi chimukadzi hachihure zvechinherera chinotora mari

Address

Budiriro
Gaborone

Telephone

+263772963910

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Harare Trends posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Harare Trends:

Share