17/05/2026
*Kana uchisangana neizvi muupenyu hwako ,ndaisa zvazvinoreva batsirwa*
🇿🇼🇿🇲🇬🇧 🇲🇿 🇧🇼 🇳🇦 🇲🇼 🇺🇸 🇦🇺
♨️Kuvaviwa pasi petsoka high blood BP
♨️Kuvaviwa mazamu kumwiwa nezvidhoma
♨️Kuvaviwa kumupata Sari
♨️Kufembewa nembwa Sari
♨️Kubuda mazamu mukaka kunwiwa nezvidhoma
♨️Kuvaviwa sikarudzi yechikadzi Sari/svina
♨️Kupfura ziso rwekwa left zasi uchasuwa/kuchema
♨️Kupfura ziso rekwa right mufaro or ropa harisi kufamba zvakanaka
♨️Nzeve kurira kunyeiwa
♨️Kuvaviwa mukati meruoko uchabata mari
♨️Kushama shama n'ai unogona kunzwa musoro
♨️Kumharwa mharwa nenhunzi munyama
♨️Kuvaviwa kumusana nyora
♨️Kufambiwa mumuviri wakaiswa remote OR monitoring spirit
Kubuda ziya rakawanda chirwere cheshuga
♨️Kutonhora muviri ropa shoma
♨️Kunyanya kunzwa nzara une makonye mudumbu
💢💢Varume vane makanda akanyanya kutsetseka havazvari
⛔ Kana muchida ermegence help..Call/Whatsaap +263711933666