Garariya Guta ReNgirozi

Garariya Guta ReNgirozi Garariya isangano reJohwani Masowe eChishanu eNyenyedzi Nomwe rakavhurwa musiwa 16 April 2022 munzvimbo yeMbare muguta reHarare.

Sangano iri rinotungamirwa neMweya mutsvene! Garariya iguta rengirozi, rinoda mitemo, miko nemirayiro.

Musiwa 18 August 2024 takaita mubatanidzwa wemabhavhadhe matatu. ADorcas musadare vakabarwa musiwa 09 August 1976, AKere...
29/10/2025

Musiwa 18 August 2024 takaita mubatanidzwa wemabhavhadhe matatu. ADorcas musadare vakabarwa musiwa 09 August 1976, AKeresenzia musadare vakabarwa musiwa 15 August 1972 naASavenage musondosi vakabarwa musiwa 10 August 2011 weGarariya

Musiwa 1 January 2025 takaperekedza ATapiwa kuDomboshava, kumusha kwaamai vakavabereka kunoisa d***o (tombstone) paguva ...
29/10/2025

Musiwa 1 January 2025 takaperekedza ATapiwa kuDomboshava, kumusha kwaamai vakavabereka kunoisa d***o (tombstone) paguva raamai vavo avo vakashaya musiwa 1 march 2001. Mazwi akabva kuMweya mutsvene uchiti mbereko yakakosha uye setsika yakagara iriko kuti mwana anofanira kuchema mubereki kana achinge ashayika. Ngatiremekedzei vabereki vedu varivapenyu kunyangwe vashayika kuti mazuva edu ekurarama agowedzerwa.

Zvakare musiwa 1 July 2023 takapemberera bhavhadhe raATracy avo vakabarwa musiwa 27 June 1990. ATracy muroti muratidzwi ...
29/10/2025

Zvakare musiwa 1 July 2023 takapemberera bhavhadhe raATracy avo vakabarwa musiwa 27 June 1990. ATracy muroti muratidzwi weGarariya. Iri ndiro rakava bhavhadhe rechipiri muimba ye Garariya.

“Mweya Mutsvene wakazivisa kuti sezvo takaberekwa tisati tapinda muchechi yevaapositori, uye tsika dzechipositori sekuim...
29/10/2025

“Mweya Mutsvene wakazivisa kuti sezvo takaberekwa tisati tapinda muchechi yevaapositori, uye tsika dzechipositori sekuimbirwa Hossana dzisina kuitwa patakaberekwa, tinofanira kugara tichipemberera mabhavhadhe edu. Izvi zvinobatsira mukusimbisa tsika yechipositori muhupenyu hwedu.” Musiwa 17 June 2023 takapemberera bhavhadhe raAmaria, vakabarwa musiwa 06 June 1969. AMaria vaiva Musadare weGarariya,iri ndiro rakave bhavhadhe rekutanga kupembererwa mukereke medu,

Address

Harare Street
Mbare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Garariya Guta ReNgirozi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share