Kunyengetera Kune Simba

Kunyengetera Kune Simba Mateo 7:7 kumbirai munopiwa tsvagai muchawana ,gogodzai munozarurirwa

23/03/2025

16 So confess your sins to one another and pray for one another so that you may be healed. The prayer of a righteous person has great effectiveness. James' 5:16

Handei tinonamata Mwari,tiende tisina kuremerwa,ngatireurure ,tiwane kutaura na Mwari.

Vamwe vakakunda nekunamata ,tichakunda nekunyengetera singing singing
16/06/2024

Vamwe vakakunda nekunamata ,tichakunda nekunyengetera singing singing

Creat time to pray and to talk to God
09/06/2024

Creat time to pray and to talk to God

12/06/2021

Uya hama tinamate
Ndinoramba ndichinamata
Kunyange zvichirema
Ndinoramba ndichinamata
Hama dzose dzikaramba
Ndinoramba ndichinamata
Zvichirema zvichirwadza
ndinoramba ndichinamata

Uya hama tinamate

Kana zvaoma tinorwa neminamatoTinokumbira Ishe kuti atirwire Hondo dzedu ,Tiri tega hatingakundi
21/09/2020

Kana zvaoma tinorwa neminamato

Tinokumbira Ishe kuti atirwire Hondo dzedu ,Tiri tega hatingakundi

16/09/2020

Maita Mwari matipa nguva yekunyegetera

Tiringarireiwo Baba pakufamba kwe Upenyu
Kana imi mukasatirangarira hapana anotirangarira

Kana imi mukasatipa zvatinoda hapana anotipa.

Kana imi mukasatiporesa hapana anotiporesa

Tiringarireiwo Baba nekuti tinovimba nemi

Amen Amen

31/08/2020

PSALMS 24 :3

NDIANI ANGAKWIRA MUGOMO RA JEHOVHA NDIANI UNGAMIRA PANZVIMBO YAKE TSVENE UYO UNAMAOKO AKACHENA NEMOYO WAKANAKA KWAZVO
ASINGASIMUDZIRI MOYO WAKE KUNE ZVISINA MATURO NEASINA KUPIKA NHEMA
IYE ACHAPIWA MAKOMBORERO NAJEHOVHA NOKURURAMISWA NA MWARI MUPONESI.

Ngatitange tarurama ku Mwari Baba kuti minyengetero yedu inzwike nekupindurwa ,tizvinatse tozokumbira Mwari wedu anotinzwa nokutipindura,Mapisarema 24 :4
Inoti
Uyo ane moyo wakachena NEMOYO WAKANAKA KWAZVO asingasimudziri moyo wake kune ZVISINA MATURO

Hazvingaite kuti wapedza kuita utsinye woenda kunonamata
waita zvakashata woenda kunonamata Mwari. havangasangani nesu

Mwari atibatsire AMEN AMEN

19/08/2020

Ishe MWARI vekumusoro kudenga vanoziva zvavanoita ,ngatirambe kutya tive NEKUTENDA ,Mwari vanotiitira zvakanaka

PSALMS 102:16- -18

20/07/2020

PSALMS 90:1- -
LORD , YOU HAVE BEEN OUR HOME SINCE THE TIME OF THE FIRST ANCESTORS,YOU WERE.GOD.BEFORE THE MOUNTAINS WERE.BORN,BEFORE YOU GAVE BIRTH TO THE EARTH AND THE WHOLE UNIVERSE YOU HAVE ALWAYS BEEN AND WILL ALWAYS BE GOD

Ndiye Mwari aivako kubva pekutanga kusvikira nokusingaperi hapana chingatinetse chaasingadi I iye Mwari ,NGATINYENGETERE NESIMBA NEKUTENDA ANOTIBATSIRA NOKUTI IYE NDIYE MWARI

12/07/2020

Johani 15:7 KANA MUCHIGARA MANDIRI ,NEMASHOKO ANGU ACHIGARA MAMURI ,KUMBIRAI ZVAMUNODA MUCHAZVIITIRWA

Send a message to learn more

11/07/2020

Na Jesu wangu zvinhu zvese zvinogoneka

27/05/2020

Ndinoramba ndichinamata
Ndinoramba ndichinamata
Zvichirwadza ndichinamata
Zvichirema ndichinamata
Ndinoramba ndichinamata

Address

Runyararo West
Masvingo

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kunyengetera Kune Simba posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share