Lamp Of Christ Ministries

Lamp Of Christ Ministries Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Lamp Of Christ Ministries, Religious organisation, Stand number 139/2 , Close to Bright light college opposite council, Kwekwe.

If the clouds are full of rain, They empty themselves upon the earth; And if a tree falls to the south or the north, In ...
12/08/2022

If the clouds are full of rain, They empty themselves upon the earth; And if a tree falls to the south or the north, In the place where the tree falls, there it shall lie. (Ecclesiastes 11vs 3)

08/08/2022

2Sa 9:4 "Where is he?" the king asked. Ziba answered, "He is at the house of Makir son of Ammiel in Lo Debar."

mangwanani ano ndinzwe zvakamaka kune ashaiswa hope kuti akurangarire asi kwaita arikutaura zvauri kwete kwauri ndinzwe yakapindana nayo yakakuwira iyoyo yakaitika nechikonjero chekuti ugorangarirwa

pane kirarama nehurema kwaurikuita asi umwe kurikukuta mbudza asi ndinzwisise

pane pazvakato kuchengetedza kuti usvike pawasvika apa nguva yako yekurangarirwa yakwana muzita raJesu

munamato wangu Mwari pamuno tumira varangariri muhupenyu hwake ngagone kudaira nekuva nemeso ekuona vamunenge matuma.

22/07/2022

Daily Devotion

Exo 20:7 "You shall not misuse the name of the LORD your God, for the LORD will not hold anyone guiltless who misuses his name.

neinzwisise mwana waMwari pano taita vanhu vanopika.kana kusahandisa zita raMwari nhando

anonda kumashave anoti Mwari akanaka anoba anoti Mwari vakanaka anoitachipfambi owana mari otiMwari vakanaka anoenda kun'anga adzoka kuimba yaMwari otomira mberi kwevanhu otiMwari vakanaka pano Mwari varikuti
panemhaka yaurikutora iyo hausi kizore gererwa panezvauri kunyangadzisa zita raMwari

mudikanwi twndeuka irarame zvirokwazvo Isaiah 1/18-19 anoti huya titaueirane kunyangwe zvitadzo zvako zvakasviba seyi ndinozvichenesa sechando hiya titaueirane

vamwe hatichawone kubata kwavo Mwari nenhau yekuvimba namachinda kwete ne zita rizerenyasha ratakapihwa Zita RaJESO

MWEDZI WOTOPINDA UNODA VAKAKWANIRA PAMBERI PAKE

TENDEUKA nyasha dziwanzwe , get ready for the all night of prayer 29 july see you their shalom shalom Glorly 👏🙏

21/07/2022

Daily bread

Deu 30:15 See, I set before you today life and prosperity, death and destruction.

ndinotoi mangwanani kwamurimose

ndaiuyawo neshomo ririkuti tarira ndaisa kupfuma ne rufu nekuparadza pamberi pako sarudzo ndeyako
ndinemubvunzo pano ndepai paungada

rufu here kuparadzwa here ndino vimba kuti tose tinoda hipfumi

Hupfumi hukashaya Jeso hunoku uraya nechipfambi neku overspeed watenga mota woshaya Mwari

kumwe hupfumi hunokuparadza nekusatya motemo uchivimba nehupfumi ngozi mumusha inoudza destruction nekuda kwekuti hauna Jeso

muhupenyu tose tinoda kubudirira ngatichere chedzeyi nzira dzedundzatiri kutsvaka nadzo prosperity yacho

Mwari vati ndaisa zvakuda anoinda muprayer sa Solomon wotsvaka zivo ukadaro uno budirira

blessed week

shalom shalom Glorly

Address

Stand Number 139/2 , Close To Bright Light College Opposite Council
Kwekwe

Telephone

+263775148839

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Lamp Of Christ Ministries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share