Apostolic Faith Church HQ Kadoma

Apostolic Faith Church HQ Kadoma Welcome to the AFC HQ Kadoma Youth page. This platform is dedicated to all AFC Youth members.

Here, we share gospel content, uplifting music, Church Activities all with one mission: to spread the Gospel of Christ.

20/08/2026

Colossians 3 vs 16

14/08/2026

Musangano Wepaseka 2007 Gokwe Centre💯💯💯tinosangana kudenga

14/08/2026

2007 Gokwe Centre musangano wepaseka 👏👏👏Munhu ngaatye jehovha avimbe naye amuterere👏👏

13/08/2026

Unongotonzwa kuti iyi ihama yangu yekwa Mugodhi nelanguage..Hanzi Ndikutenda kuti Mwari akakurinda munhu weMurume😩😩😩

07/08/2026

Marovero anoitwa maoko pachigadzirwa twuma sound pachitenderano kaa 🤣🤣vanhu vamwe vane vachitoda ngoma nehosho🤣🤣🤣

06/08/2026

Know your purpose👏👏👏
Mwari agokusika kuti uroore une 21 years wobva waita vana 10 wobva watofa ahhhh😂😂

02/08/2026

Kusvitsa 37 years ndisati ndaroora makutondipa pressure asi Isaac akaroora aine 40 Years isu totevedzera zvoda Bible 🤣🤣🤣🤣

02/08/2026

Chimwe nechimwe chine nguva yacho kune Nguva yekuroorwa nenguva yekuroora usapihwa pressure nevanhu 🤣🤣🤣🤣

02/08/2026

Kana Munhu akaziva chakanaka akarega kuchiita watotadzira Mwari👏👏Vanhu vachanotsva huuum👏👏👏

02/08/2026

Tipei yavhura basa nhasi ipapa mumwe haasi kutoiziva asi achiri kuChurch 😅😅

Address

Rimuka Hq
Kadoma

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Apostolic Faith Church HQ Kadoma posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category