MCZ Cranborne Circuit

MCZ Cranborne Circuit Methodist Church in Zimbabwe - Cranborne Circuit

Zuva remhuri yose rakatikoshera. Hapana anosara kumba. Let us all set aside time from everything else and be part of thi...
13/05/2026

Zuva remhuri yose rakatikoshera. Hapana anosara kumba. Let us all set aside time from everything else and be part of this unique experience with Jesus.

The Methodist Church in Zim - Harare West District

The Methodist Church In Zimbabwe

13/05/2026

Morning Devotion

THEME :SIMUDZA MINAMATO UNONYARADZA WAKAIPA

SCRIPTURE:2 KINGS 6vs17
Mangwanani vafudzi ve mweya yedu nechechi ya jeso inokosha. Regai nditange ndichiti
Pane vasiri kurara vachi detembera zita rako neku kusimudzira mhepo mumadzitenga kuti zvinhu zvako zvisa fambe pano famba zvevamwe. Uka zvitarisa uno ona waka komberedzwa neku kundwa, chauri kuona kukundwa chete. Chauri kuona mapfumo, miseve neminondo yemuvengi yakaku nongedzera.

Chauri kuona iziso dzvuku remuvengi. Ndozvimwe chete zvaka onekwa nemuranda waElisha apo ano fuma rungwanani, woona musha wese waka poteredzwa nengoro nemabhiza ehondo emuvengi anova mambo weAram. Now chinzwa munamato uno simudzwa naElisha mushure meku udzwa nekuona kupererwa kwemuranda wake. And ndomunamato wandiri kusimudzawo zvakare mangwanani ano kune uyo angdai aka komberedzwa neku simudzirwa mhepo muhupenyu and une kutya kwaunako, "Open his eyes, LORD, so that he may see"(2 Kings 6vs17). Dai Mwari weSungano avhura meso ako uone ngirozi dzedenga dzaka kukomberedza and dzino kurwirwa.

Asi pane mashoko aka kosha aka tanga ataurwa naElisha paverse 16 asati anamata and ndo mashoko andiri kutaura kwauri zvakare panguva dzino, "Do not be afraid. Those who are with us are more than those who are with them." Hama yangu usatya usa zeza, ndichi tsigirana naJohn, apo anoti, "The one who is in you is greater than the one who is the world"(1 John 4vs4). Jesu ari mauri mukuru kupfuura Satan neteam yake.

Hauna mweya wekutya iwe asi weku tenda(Faith). Mamwe masituations haadi kuonekwa nemaziso enyama nekuti anobva aunza fear iyo ino fertilizer failure neku zviona kunge grasshoper(mhashu) mumaziso emuvengi, zvinoda kuto vhurwa kwemaziso emwoyo sezvino taurwa naPaul kuva Efeso kutiira kuti vagova netariro pane izvo denga rakava gadzirira(Ephesians 1vs18).

Hama yangu mukutenda, mangwanani ano daidzira kuna Jesu sezva kaitwa naBatimio mwana waTimitio kuti "Ndinoda kuona"(Mark 10vs51). Kutenda kwako muna Jesu Kristu, ngakuite kuti uone zvikuru zvawaka gadzirirwa nedenga pamwe chete nedziviriro yedenga yaunayo. Gamuchira Shoko iri NEKUTENDA INZWAI KUVERENGWA KWESHOKO RAMWARI NEKUTI IDZVENE

The Methodist Church in Zim - Harare West District
The Methodist Church In Zimbabwe

Luke 18:29-30  And he said unto them, Verily I say unto you, There is no man that hath left house, or parents, or brethr...
29/04/2026

Luke 18:29-30 And he said unto them, Verily I say unto you, There is no man that hath left house, or parents, or brethren, or wife, or children, for the kingdom of God's sake,
Who shall not receive manifold more in this present time, and in the world to come life everlasting.

28/04/2026

Morning DEVOTION by Mr Mandizvidza Snr.

Greetings to the Supretendant and the Clergy, greetings to the entire church at Cranborne MCZ. Herewith our morning devotion for today 28 April 2026

The Benefits of Praising God!

"Heal me, O LORD, and I shall be healed; save me, and I shall be saved: for thou art my praise. *Jeremiah 17:14* "

Devotion:

The prophet Jeremiah walked with God, and in his walk with God, he developed a lifestyle of praising God. He actually made God his praise - that was how intimate he was with God. The blessings he derived from such a close and intimate relationship with God were healing and salvation. When Apostle Paul and Barnabas praised God while in prison, they were delivered from prison supernaturally
(Acts 16:25 - 30).

Dear beloved, move a step further in your relationship with God by making Him your praise, and see how God will bring healing to your spirit, soul, and body. He will also deliver you from the plans and attacks of the enemy.

Hallelujah!

Jesus Christ loves you & He will not fail you just put your trust in Him. (Numbers 23:19)
My heart's desire and prayer to God on this day is that you develop the spirit of praising God in all circumstances counting it all joy even when all seems gloomy. Remember the song "Umwe ariko kumusoro anotida, Hama dzedu dzinotiza , dzimwe dzinotitambudza!!! Praise him always , Hallelujah 🙌

Zvakaoma kudaro continue to praise the Lord.
Hallelujah 🙌, Have a blessed day full of praise!!

Amen!!

27/04/2026

Sunday Service with District Bishop Rev. Rukarwa

27/04/2026

Service with the MCZ Harare West District Bishop Rev. Rukarwa

Theme: Community of Faith in Christ
Bible Readings and Choir anthem inbetween readings!

27/04/2026

Sunday Service - Cranborne MCZ Choir

Song: Simba Nderenyu Tenzi composed by Mr Edmore Simbarashe Magureyi

A blessed Sunday with District Bishop
26/04/2026

A blessed Sunday with District Bishop

23/04/2026

MID WEEK SERVICE led by RUWADZANO

22/04/2026

MORNING DEVOTION!!!

Mangwanani sagano dzvene raMwari

Theme: Satani anokuteverera achaparara haungazomuonizve.

Readings: Exodus 14: 5-14, 21-26

God who told Moses to stretch forth his hand over the sea is the same God Who lives forever and ever.

It was not possible for the children of lsrael to cross over the Red Sea unless it was divided asunder, paitofanira kutsemurwa mvura kuti vayambuke, MaEgyptians aifanira kutonyura kuti vasarambe vachirwiswa mhuri yaIsrael. Itsika yavo mwari yekuti vanenge vachiona zvavo but vachiita sevasingaoni. Zvinenge zvisingatovafadzi Mwari kuona uchitambura asi voita sevasina hanya zvavo. Vanenge vachitonzwa kuchema kwako asi voramba vanyerere sevasinganzwi zvavo. There is a point yavanoda kuparadzira muvengi wako nengoro dzake nemabhiza ake. Kune a perfect time Mwari yavanoda kuparadza muroi wako nezvidhoma zvake zvese. Moses called upon the name of the Lord and God said, stretch forth your hand over the Sea. Moses simply stretched forth his hand then the Lord began His miracles..

Mwari vanotoziva Faro wako anokutambudza, He knows your stubborn situation. Vanoziva kusasimba kwako kwese Mwari ava uye vanehanya newe. Just call upon His name, your problems will be dived and Pharaoh will never live to trouble you again.

Let the Egyptians following your life be drowned in the Blood of Jesus Christ, God who dividend the Red Sea divide every obstacle in your life, every mountain and every hill standing against your life be divided ln the Name Of Jesus Christ. Every altar of the devil set against you be scattered by His mighty hand.

Mwari ngavatibatsire tirege kuparara. Amen. ‎

They’re the first witnesses of his resurrection and this week we are privileged to hear it first hand, DON’T MISS!!
21/04/2026

They’re the first witnesses of his resurrection and this week we are privileged to hear it first hand, DON’T MISS!!

Address

18110 Dieppe Road, New Cranborne
Harare
00263

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when MCZ Cranborne Circuit posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share