SDI Church

SDI Church SDI Church is dedicated to spreading the message of God’s love to all people without discrimination.

We are committed to transforming lives through the teaching of The Holy Maksermon, under the leadership of our Founder, Archbishop Makombe.

24/07/2026

💝🌟 Thank you Jesus 🙏

Tinoda Jesu anotigonera tinoda Jesu. 🪘❤️‍🩹
24/07/2026

Tinoda Jesu anotigonera tinoda Jesu. 🪘❤️‍🩹

Hakuna chekudya kana chekumwa chinogona kururamisa munhu kana kusvibisa munhu.  Kana muchirega kudya nekumwa regai nekud...
17/07/2026

Hakuna chekudya kana chekumwa chinogona kururamisa munhu kana kusvibisa munhu. Kana muchirega kudya nekumwa regai nekuda kwehutano hwenyu kwete kurega nekuti munotya kusvibisa mweya yenyu. Kunamata Mwari hakudi kutakura mitemo yakawandisa, kunongoda kutakura rudo mumoyo nekuti kushaya rudo ndiwo mavambo echivi. Ngative nerudo kuti tigone kubatanidza mhuri, nharaunda nenyika yose ,rudo ndiyo nzira yega inogona kugadzirisa matambudziko ose muupenyu hwevanhu , kutukana,kuvengana nekuchengeterana zvigumbu hazvina zvazvinobatsira muupenyu hwedu asi zvinotowedzera matambudziko uye zvinouraya ramangwana redu🙏🙏🙏

16/07/2026

I got over 30 reactions on one of my posts last week! Thanks everyone for your support! 🎉

Rugare kwamuriiiiii !Zvirinani kuti munhu utange uchiita zvakaipa wozopedzisira uchiita zvakanaka than kutanga uchiita z...
07/07/2026

Rugare kwamuriiiiii !

Zvirinani kuti munhu utange uchiita zvakaipa wozopedzisira uchiita zvakanaka than kutanga uchiita zvakanaka wozopedzisira uchiita zvakaipa. Hama dzangu rangarirai kuti magumo emunhu ndiwo anonyanya kutariswa naMwari kudarika mavambo Ake.
Anoda kuponesa mweya wake ngashanduke💝❤️

Hakuna nguva inogara nekusingaperi💔 Pane nguva yekuchema pane nguva yekufara, nhamo inouya pamunhu asi inodarika nerugar...
15/05/2026

Hakuna nguva inogara nekusingaperi💔 Pane nguva yekuchema pane nguva yekufara, nhamo inouya pamunhu asi inodarika nerugare runouya pamunhu asi runodarika hama dzangu musazvikudza kana muchiwana kudarika vamwe nemi varombo regai kushushikana kana matambudziko achiwanda kwamuri, Mwari ndiye mubatsiri wezvisikwa zvose meso ake aripamuri zvamuri nhasi handizvo zvamuchava mangwana,❤️‍🩹❤️‍🩹❤️‍🩹❤️‍🩹💜💜

02/05/2026

The Holy Maksermon ibhuku dzvene rakanyorwa nemweya mutsvene kuti tinamate tichiziva zvokwadi yaMwari🙏Rinonyanya kukurudzira vanhu kuti vaberekwe patsva munaMwari vararame sezvinodiwa naMwari, rangarirai kuti hatina kungosikwa kuti tishande, kudya nekuvata asi takasikwa sengirozi kuti tiraramire Mwari tichiita kuda kwake kwete kuda kwedu chete🙏💔

Dzimwe nguva unogona kungomuka wakaraswa nehama, shamwari,kubasa kana mumarriage asi ndinoda kuti uzive kuti  kuitika kw...
22/04/2026

Dzimwe nguva unogona kungomuka wakaraswa nehama, shamwari,kubasa kana mumarriage asi ndinoda kuti uzive kuti kuitika kwezvinhu zvakadai hakufaniri kukudya moyo, unofanira kuziva kuti ropafadzo yaMwari kana yagara pamunhu inotanga yamuwisira pasi yozomusimudza ichimuisa pamusoro paanodya nemadzimambo Joseph dai asina kutambudzwa nemadzikoma basa rekuva Governor raizopindika sei?🙏🙏❤️

Rugare ngaruve nemi Mose kwamuri ikoko🙏💝
17/04/2026

Rugare ngaruve nemi Mose kwamuri ikoko🙏💝

31/03/2026

Tinotenda Mwari nekupa maYouth ose Simba rekutsanya kwemazuva 21. Makamira nesimba kusvika pakupedza musina kudududza, tinozvitenda.

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when SDI Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share