16/10/2022
Let me explain to you what will happen, day rauchafa, when your body becomes lifeless. People will be shocked of the news. Uchazara pamaStatus evanhu vausingazive. Those close to you will be receiving messeges vachibvunzwa kuti ishuwa here. Pane vamwewo vachatotanga kunzwa nezvako on that day. 'Wamukanganwa here uye wandakauya naye kuParty' "Uya mhani aifarira kupfeka grey, the tall guy", so many things will be said about you. Vawaisataura navo ndovachanyanya kumhanya mhanya kuti paNhamo pako zvinhu zvifambe. Pane hama yako yausati wamboona muLife mako but panhamo pako ichange iripo. Wekumbokushainira uye, achachema zvisingaite. Wabva kufushirwa, pane hama yako imwe ichazofamba ichiti ndini ndakabutsa mari yakawanda heee nhingi akaramba nemari. Vanhu vachasanganiswa nekufa kwako. Nhasi handisi kutaura nezvevanhu vachatendeuka panhamo pako, yes you should live upright and create a relationship with God before you die but today Im concentrating on how easy it shall be for people to forget you. Zuva richabuda rigonyura, vanonwa hwahwa havasi kuzomira just coz wafa. A few of your close ones will be sad & remember you for a week or so but for the rest it will be quick to be business as usual. Vanhu vachingobva kunokurasa, vanenge vakutochema nzara. Vachadya usipo. Surprisingly, your lovely wife or hubby will eat day raunovigwa, yes. Three weeks later your wife/husband will be on facebook laughing to iHarare jokes. For men its quicker, within a week anenge atove negirlfriend. Its so sad that life will get back to normal fast before watomboora. A year later pple wilk celebrate your life, butt a few more years zvichangopera. Saka hameno chaunoraramira uchiti hee ko ndikadai vanhu vachatii chii? Vanhu siyana navo, ita zvaunoita. Vanhu ivava ava vachakanganwa nezvako in less than a week. Be the best version of yourself, vanhu havana basa sha.
Good morning