20/05/2026
Good morning Truesalvationites and my parents
Ini zvandakaitirwa zvakawanda Baba vangu,asi ndinonyanyo bata my first encounter nemi Baba , Muchiti Mwari vati ndikuudze kuti dzokera kuna Mwari wavakaziva pahuyouth hwako,ndikabva ndazviudza kuti kana iye Mwari wacho pano achitaura hapana kwandichaenda,Mwari wenyu akatanga kushandura hupenyu hwangu , I was a burden mulife yevanhu ,ndingori munhu wekupemha,asi nekuda kwa Mwari wenyu ndavakuzvishandira,ndirimupenyu ,dai ndakafa kare ,i remember ndirimuchipatara mukauya Baba kuzondinamatira bt on the way to the hospital,mota yenyu yakaita accident ikarowa bumper rikadonha,mukangoti kunaMufundisi James torai bumper muise mumota ,hatina nguva yekutaurirana,muchimhanyira kuuya kuzondinamatira ,mukati ndaita vision ndichikushaya munyika yevapenyu,kubva ipapo ,musiwo wechipatara handiuzive , Nyasha dzenyu Baba dzirikundichengeta🙏Annointing yenyu irikubatsira zvizhinji mukati mehupenyu hwangu , Thank you my Father,neRudo rwenyu pamusoro pemhuri yangu Mwari wenyu tirikumuona Everyday🙏🙏uye ngaarambe ari Mwari wemhuri yangu🙏
Testimony Time
Celebrating The Life of Our Father