16/07/2026
Shiri ikamhara pamuti Uri pastate house, mupfuri weshiri akaiona chero shiri iyi ichinaka sei. Muvhimi anongotsvira mumoyo ongoti but kashiri aka kanoita manje!!. Muvhimi anoshaya Simba rekupfura shiri iyi nekuda kwenzvimbo ine shiri. Mudikani nhasi wadii kumbonomharawo kuimba yaMwari.Satan agokutsvira moyo achikushaira Simba nekuda kwenzvimbo yauri. Gonawo kutaimira satan nhasi,,gara mustate house yaMwari.Paanouya netwumiseve tweminyama ,nezvirwere satan anodzokera achingoti "munhu uyu ndiye wandanga ndichida mhani!! Bt eish paari pacho kani!!.Mhara pastate house yaMwari usajairirwa nasatan iwe.Have a blessed day!!