Jesus Is King

Jesus Is King Serving The Love, Truth & Power Of Jesus Christ

๐—ž๐˜‚๐—ฑ๐—ฎ ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐—ฟ๐—ฒ๐˜ƒ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฎ๐˜๐—ฒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฎ chero zvisina profit ipapo ipapo kwauri, chero zviine loss mukati. Ziva kuti zuva richa...
19/08/2026

๐—ž๐˜‚๐—ฑ๐—ฎ ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐—ฟ๐—ฒ๐˜ƒ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฎ๐˜๐—ฒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฎ chero zvisina profit ipapo ipapo kwauri, chero zviine loss mukati. Ziva kuti zuva richasvika Jesu pavachapa munhu wese mubairo unoenderana nezvaakaita.

๐—ž๐—ฎ๐—ป๐—ฎ ๐—๐—ฒ๐˜€๐˜‚ ๐˜ƒ๐—ฎ๐—ธ๐—ฎ๐—ด๐—ฒ๐˜‡๐—ฎ ๐˜๐˜€๐—ผ๐—ธ๐—ฎ ๐—ฑ๐˜‡๐—ฎ๐—๐˜‚๐—ฑ๐—ฎ๐˜€ vachiziva kuti manheru iwawo Judas ainovatengesa, zvakawanda sei zvinhu zvakanaka zvau...
18/08/2026

๐—ž๐—ฎ๐—ป๐—ฎ ๐—๐—ฒ๐˜€๐˜‚ ๐˜ƒ๐—ฎ๐—ธ๐—ฎ๐—ด๐—ฒ๐˜‡๐—ฎ ๐˜๐˜€๐—ผ๐—ธ๐—ฎ ๐—ฑ๐˜‡๐—ฎ๐—๐˜‚๐—ฑ๐—ฎ๐˜€ vachiziva kuti manheru iwawo Judas ainovatengesa, zvakawanda sei zvinhu zvakanaka zvauchaitirwa naJesu ukavapa hupenyu hwako nemwoyo wese.

๐—ž๐—ฎ๐—ป๐—ฎ ๐˜‚๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐—ฑ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—ป๐—ฑ๐—ถ๐˜€๐˜„๐—ฎ ๐—ป๐—ฎ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ฒ๐˜€๐—ถ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ramba zvivi uite basa ravo raunogona, pauri ipapo, wakatendeka, nemwoyo wese,...
15/08/2026

๐—ž๐—ฎ๐—ป๐—ฎ ๐˜‚๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐—ฑ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—ป๐—ฑ๐—ถ๐˜€๐˜„๐—ฎ ๐—ป๐—ฎ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ฒ๐˜€๐—ถ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ramba zvivi uite basa ravo raunogona, pauri ipapo, wakatendeka, nemwoyo wese, uchinamata nekutsanya chaizvo.

๐—ฆ๐—ต๐—ผ๐—ธ๐—ผ ๐—ฟ๐—ฎ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐—ฟ๐—ถ๐—ป๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฒ ๐—บ๐—ถ๐—ฟ๐—ฟ๐—ผ๐—ฟ, rinotiratidza zvakaipa nezvakanaka zviri matiri. Avo vanotevera dzidziso yaro vanowana mib...
14/08/2026

๐—ฆ๐—ต๐—ผ๐—ธ๐—ผ ๐—ฟ๐—ฎ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐—ฟ๐—ถ๐—ป๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฒ ๐—บ๐—ถ๐—ฟ๐—ฟ๐—ผ๐—ฟ, rinotiratidza zvakaipa nezvakanaka zviri matiri. Avo vanotevera dzidziso yaro vanowana mibairo yaMwari uye vanofanana naJesu Kristu muHunhu, Simba nekubwinya.

๐—ก๐˜‡๐—ถ๐—ฟ๐—ฎ ๐˜†๐—ฒ๐—ฐ๐—ต๐—ผ๐—ธ๐˜„๐—ฎ๐—ฑ๐—ถ inoendesa kuHupenyu, Rugare, neMufaro usingaperi yakaratidzwa kwatiri muBhaibheri, Tenda nekuteerera!
13/08/2026

๐—ก๐˜‡๐—ถ๐—ฟ๐—ฎ ๐˜†๐—ฒ๐—ฐ๐—ต๐—ผ๐—ธ๐˜„๐—ฎ๐—ฑ๐—ถ inoendesa kuHupenyu, Rugare, neMufaro usingaperi yakaratidzwa kwatiri muBhaibheri, Tenda nekuteerera!

๐—›๐˜‚๐—ฝ๐—ฒ๐—ป๐˜†๐˜‚ ๐—ฝ๐—ฎ๐˜‚๐—ป๐—ผ๐˜‚๐˜†๐—ฎ ๐—ป๐—ฒ๐—บ๐—ถ๐˜†๐—ฒ๐—ฑ๐˜‡๐—ผ yakasiyana-siyana dai mawanikwa muine simba nehuchenjeri zvinouya nekuNamata, kuTsanya kuVere...
12/08/2026

๐—›๐˜‚๐—ฝ๐—ฒ๐—ป๐˜†๐˜‚ ๐—ฝ๐—ฎ๐˜‚๐—ป๐—ผ๐˜‚๐˜†๐—ฎ ๐—ป๐—ฒ๐—บ๐—ถ๐˜†๐—ฒ๐—ฑ๐˜‡๐—ผ yakasiyana-siyana dai mawanikwa muine simba nehuchenjeri zvinouya nekuNamata, kuTsanya kuVerenga Bhaibheri, kuRumbidza muchiImba nekuTeerera Mwari.

๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐˜ƒ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ฑ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜๐—ถ ๐˜๐—ถ๐—ด๐—ผ๐—ป๐—ฒ๐˜€๐—ฒ๐˜€๐—ฒ ๐˜๐—ถ๐—ฏ๐˜‚๐—ฑ๐—ถ๐—ฟ๐—ถ๐—ฟ๐—ฒ ๐—ธ๐˜‚๐—บ๐—ฎ๐—ฏ๐—ฎ๐˜€๐—ฎ ๐—ฒ๐—ฑ๐˜‚, munhu wekutanga kunyorwa muBhaibheri kuti akazadzwa naMweya Mutsve...
10/08/2026

๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐˜ƒ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ฑ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜๐—ถ ๐˜๐—ถ๐—ด๐—ผ๐—ป๐—ฒ๐˜€๐—ฒ๐˜€๐—ฒ ๐˜๐—ถ๐—ฏ๐˜‚๐—ฑ๐—ถ๐—ฟ๐—ถ๐—ฟ๐—ฒ ๐—ธ๐˜‚๐—บ๐—ฎ๐—ฏ๐—ฎ๐˜€๐—ฎ ๐—ฒ๐—ฑ๐˜‚, munhu wekutanga kunyorwa muBhaibheri kuti akazadzwa naMweya Mutsvene ndiBezaleel aive mhizha.

๐—ง๐˜€๐—ถ๐—ธ๐—ฎ ๐—ฑ๐˜‡๐—ฎ๐—ธ๐—ผ ๐—ฑ๐˜‡๐—ฒ๐—ธ๐˜‚๐—ป๐—ฎ๐—บ๐—ฎ๐˜๐—ฎ nekurarama hupenyu wakazvipira kuna Jesu Kristu ndiwo maKey anokusunungura kubva kune ngetani dz...
09/08/2026

๐—ง๐˜€๐—ถ๐—ธ๐—ฎ ๐—ฑ๐˜‡๐—ฎ๐—ธ๐—ผ ๐—ฑ๐˜‡๐—ฒ๐—ธ๐˜‚๐—ป๐—ฎ๐—บ๐—ฎ๐˜๐—ฎ nekurarama hupenyu wakazvipira kuna Jesu Kristu ndiwo maKey anokusunungura kubva kune ngetani dzasatan.

๐— ๐˜‚๐—ป๐—ต๐˜‚ ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ธ๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฒ๐˜€๐—ฎ ๐—ป๐—ฒ๐—ธ๐˜‚๐—ถ๐˜๐—ฎ zvinodiwa naMwari ndiye anoda Mwari.
08/08/2026

๐— ๐˜‚๐—ป๐—ต๐˜‚ ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ธ๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฒ๐˜€๐—ฎ ๐—ป๐—ฒ๐—ธ๐˜‚๐—ถ๐˜๐—ฎ zvinodiwa naMwari ndiye anoda Mwari.

๐—ฅ๐˜„๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐˜ƒ๐—ถ ๐—บ๐—ฎ๐˜‚๐—ฟ๐—ถ ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฒ ๐—บ๐—ฎ๐—ฏ๐—ฎ๐˜€๐—ฎ ๐—ฎ๐—ธ๐—ฎ๐—ถ๐—ฝ๐—ฎ nekuramba wakatarisana neChiedza chaJesu chinowaniwka muKunamata, muBhaibheri, mu...
06/08/2026

๐—ฅ๐˜„๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐˜ƒ๐—ถ ๐—บ๐—ฎ๐˜‚๐—ฟ๐—ถ ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฒ ๐—บ๐—ฎ๐—ฏ๐—ฎ๐˜€๐—ฎ ๐—ฎ๐—ธ๐—ฎ๐—ถ๐—ฝ๐—ฎ nekuramba wakatarisana neChiedza chaJesu chinowaniwka muKunamata, muBhaibheri, mukuImba uchiRumbidza Mwari neKutsanya. Ukaita nguva yakawanda naMweya Mutsvene unofanana naJesu.

Address

Kuwadzana 5
Harare
263

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Jesus Is King posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share