Appostles Of God International Church-AOGIC

Appostles Of God International Church-AOGIC LUKE 6vs 13 ***And when it was day, he called unto him his disciples: and of them he chose twelve, whom also he named apostles;"

01/07/2026
22/05/2026
17/05/2026

Appostles Of God International Church-AOGIC

16/05/2026

Rugare ruve nemi hama dzangu..tikati gare gare toyeuchidzana kuti Jesu anokuda hama yangu..

Ndinoda kutaura simba *rePRAYER*

Kazhinji patinonamata tinonamata kunaMwari vanonzwa uye nokuona
Nokuti anoti kunamakoronike ipapo vakanamata ini ndichanzwa
Then wotaurazve oti kana muchinamata endai pakavanzika ishe anoona achakuropafadzai in public

Saka munamato hauyendi kunenge kune dambudziko asi kuti munamato unoenda kune solution...then panosvika PRAYER yedu kusolution .. solution ndoinozonanga kune dambudziko muchaona kuti Peter asunga Ari muJeri hama dzakaingana dzichimunamatira munamato wakasvika kwawakasvika denga ndokubva radispatcher ngirozi kuti iyende kune problem ngirozi Haina kunanga kwabva PRAYER but yakananga kuJeri nokuti ndiko kuri kudiwa solution...chinozoenda kwabva PRAYER iresults yePRAYER

Ndopamunoona Solomon achinamata anoti Mwari kana vana venyu vatapwa kana vakatarisa direction yemba ino imi muri kudenga kwamunogara muzovnzwa...Saka nyaya yangu iri kuuya kwatiri vatendi ..tinamatambudziko akawanda anoda help inobva kunaMwari but help iyoyo haigone kuuya kana isu tisina kuita PRAYER Saka ndiri kuti communication yedu naMwari ngatinyanyisei kuyiita through PRAYER asi vamwe vedu tinogona kuita kana mwedzi wese tisina kumbowana nguva yePRAYER. namata nguva dzose .. Mwari vanopindura...PRAYER IS THE KEY.

NAMATA URINDE.

15/05/2026

Anniversary

Address

Epworth Harare
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Appostles Of God International Church-AOGIC posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share