Minyengetero nekutsanya

Minyengetero nekutsanya Kukurudzirana chinamato chedu icho chavakubuda matiri nekuda kwehuipi hwazara muvana vaMwari vamazuva ano vasisatye kutadzira Mwari

17/10/2025

Mangwanani ano usati wabuda uri pauri papo ingoti Mwari ndega andigone

22/07/2025

Tisu toga tingazvinetsa nekukumbira zvepasi panyika zuva nezuva asi Mwari oga ndiye anoziva zvakafanira kuti tirarame nazvo. Nekuti pane zvimwe zvanoziva tikava nazvo tingarasikirwa nedenga kna nazvose zvatakarongerwa naye musiki kuti tive nerugare kudenga napasi

21/01/2025
23/08/2024

Jehovah ndiye mufudzi wangu apachandishaiwa , anondifambisa pamafuro manyoro ,,,,,, Mwari ndivo vega vakafanira kutinyurura mumadhaka tikanyururwa nemunhu wenyama zuva roga roga tofamba tichinongedzera makotsi

27/06/2023

Mangwnani ano Jehovah ngavakuporese marwadzo ose zvishuwo zvemoyo yedu zvigone kuzadzikiswa tive nemufaro mumgariro edu

26/06/2023

In a situation like this wherever you are just have this verse in your mind Jeremiah 33 vs 3 "call unto me i will show you might things that you do not knw ,,,,,"

06/02/2023

For God so loved the world that He gave his only begoten son ,,, , Mwari vakanaka nguva dzose

30/10/2022

Good morning son's and daughters of God.
Luke 9 vs 57 musoro wacho unonzi mutengo wekutera jesu .
Paita nyaya yemurume wekutanga anonzi najesu nditevere oti regai ndimbonoviga vabereki vangu , and Jesus said regai vakafa vavige vakafa vavo iwe enda undoparidza humambo hwamwari .Poita wepiri anoti lshe regai nditange ndanooneka mhuri yangu , Jesu voti hakuna angati akaisa ruoko pagejo ocheuka Shure akafanira kushumira muhumambo hwekudenga hwamwari .
Nhasi ndauya kuzotaurira someone kuti kana wakuparidza zvokwadi ya jesu you don't need to say l want to look about my family .Tarisa ana Paul ,ana Peter kufunga kwako vaive vasina family here ,vaive nayo but kana wakuda kutera jesu wofanira kuisa zvesw behind.
Mathew 10 vs 37
Yoti Aninani achada baba vake kana Mai kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu ,uye uyo anoda mwanasikana kana mwanakomana wake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu.
So pakutera Jesu pakuda vanoti kana ndakuita zvajesu hazvineyi kuti Mai vangu havadi nekuti yajesu haidi kana kupiwa ma boundaries nemumwe munhu nekuti another scripture yoti pane pfungwa dzako ndopanemoyo wako .Zvoreva kuti yes sisi you want to preach but munopreacher muchifunga about your family ziva kuti wakutonamata ivo nekuti moyo wako wave ikoko.Taita vanhu vanozvida ,vanotyira nyama yavo ,vari after hupenyu hwavo apa shoko roti uyo anoda hupenyu acharasikirwa nahwo .Jesu vanopiwa 30 minutes but your parents unovapa 12 hours attention is it fair .Svika paunofunga kuti the present yavo it's because of Jesus so ndeupi anofanira kuwana nguva hombe .Some of us we are busy to look after money you take 8 hours to hustle but kunzi preach you didn't take 20 minutes ,unoona like u waste time .Let me tell you kwaunowandira ndokwaukushumira vamwe they know God Sunday the whole week it's always about my family . Jesu vanoti itai se shiri hadzina munda hadzikohwe ,hadzirime asi dzorarama wani .Taita problem yekuda kugadzira for tmrw yatisingazive instead kuitira kuna jesu vanoziva about our

20/10/2022

Jeremiah 33 vs 3 todays word

05/10/2022

1 Kings 6:12

Concerning this house that you are building , if you will walk in my statutes and obey my rules and Keep all my commandments and walk in them , then i will establish my word with you , which i spoke to David your father .

Glory to Jesus Christ , our soon coming King ๐Ÿ‘‘Lord and Saviour

Greetings in Jesus name ๐Ÿค๐Ÿค

22/09/2022

>>>๐Ÿ““Topic:Rich in God ( how to be rich in God )๐Ÿ““

Address

Mwari Varipose Patiri
Harare

Telephone

+263783505100

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Minyengetero nekutsanya posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share