26/12/2024
KUTENGERA HEMBE OR NYAMA PAXMAS
Kana makagona kutengerawo vana zvenyu hembe dzexmas makagona. Isu takakura vedu vabereki vachitsmburira kuzviita , kuti tifare. Hachisi chivi kuchena paxmas, kana kudya zvinonaka. Saka kana makazviita makaogona