Masowe

Masowe masowe ngatitaure mitemo nezvinodiwa yanguwa yekuti wanhu waziwe kuti masowe idzvimbo yechitendero

16/01/2026

Ingozi iyi kkkkkk

16/01/2026

Let's Follow Mai Gushaz Rural Homestead thank you 🙏

12/10/2024

Makadiii henyu,ndiri baba vane makore 39 ndine mwana 1,ndinogara kwaChivi kuMasvingo,ndiri HIV positive,ndinotsvakawo wekudanana naye kusvika kuchembedza toparadzaniswa nerufu.
Ndinoenda kuMasowe kutaura ndiri madzibaba.
+263 71 142 1184 /+263 78 214 8042

28/06/2024

Tiri parwendo na Johane 🙏

09/06/2024

Pane Vanhu here Pano 😅
Murisei sei

30/09/2022

Mangwanani zuva redu re Chishanu tiripo paungano Mwari varopafadze

06/09/2022

Makadii nemutsa

29/07/2022

Mswera sei kumativi mana kumasowe uko

18/07/2018

Tsitsi ne Mutsa.....vana veSangano.

07/06/2018

NGATITAUREI MITEMO INE GUMI YESE NEZVAINOREVA UYE KUTI TICHIKUITEVEDZA HERE KUMASOWE.

Address

Bulawayo
BULAWAYO

Telephone

+263782355125

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Masowe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share