Johane Masowe - Nyenyedzinomwe

Johane Masowe - Nyenyedzinomwe Kudzidza nekudzidzisana nezveKufa Kupona kuti tindopinda Endby takatungamirirwa nemutumwa Maidhona

28/06/2020

GREZA

22/06/2020

Makadini musha uno

Ndokukwazisai mumbiri yavaTenzi

20/05/2020

Kwaziwai madzimai nemadzibaba
Makadini zvenyu nemweya mutsvene๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™

28/04/2020

Zvatakarima zvatakarima baba Yakope๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค

16/04/2020

Hello Friday๐Ÿค

Hello John Master๐Ÿค
Kwaziwai Saint Peter๐Ÿค

Kwaziwai Saint Pauro๐Ÿค

Kwaziwai Jerusarema๐Ÿค

Makadini guta rehondo๐Ÿ™๐Ÿฝ๐Ÿ™๐Ÿฝ๐Ÿ™๐Ÿฝ

Ndirori zuva rakakomborerwa
Ndirori zuva remitumbi mitatu

Tinoti Gogoi Mariya musande mbereko yedenga

Tapinda muzuva reropa
Tapinda muzuva remaronda mashanu
Tapinda muzuva rakakomborerwa

Zuva rakamedza mamwe mazuva
Zuva rinoyera
Zuva rakanzi Ichi ndochisi -chisionekwi

Good Friday
Chishanu chakanaka

Garai patsime mukomborerweโ˜ช๏ธโœ๏ธ

Areruya
Amen๐Ÿ™๐Ÿฝ๐Ÿ™๐Ÿฝ๐Ÿ™๐Ÿฝ

05/04/2020

Hosana hosana eMozisi chititungamirira eMozisi tinamate๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค

28/02/2020

Rufaro kwamuri
Areruya

Tinokwazisana nehwai dzababa
Makadini zvenyu nemoyo muchena

Ngatizivanei kwatinonamata
Tigoshanyirana tichisumudzira girasiya

Ini ndinonzi madzibaba Gunmero ndonamata pasowe reEsinai kuTembisa Zururandi

28/02/2020

Ndafunga ngandanga riya Joshuwa yeyeye ๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค

19/02/2020

Idho Mariya mutumwa ndewedu

Tinoombera kuchigaro chehushe
Shumba mugoredema

Changamire D***o vakatumwa kumadzishe
Maidhona son Jesus mwanakoma

Mutumwa wekutanga wehondo ariyezve mutumwa wekutanga wehondo

Kana Nyika ikarema tinondichema kuna Dhonati
Kana Manuwero akati iri izuva ndiyani angabata zuva
Zvaidudza bipi guru raMaikoro
Saka kana tichitaura Maikoro tinotaura mutungamiri wemweya pasi nekudenga,ndiko saka maidhona ndiye mutumwa wekutanga akauya nerushanga

Maidhona ndiMwari akauya akazvivanza kugoredema ,d***o remvura
Idho d***o rakamedza eMozisi mhirikwegunngwa

Maidhona muti mukuru unobereka zvibereko zvinodyiwa neshiri nemhuka nevanhu zvese
Tsoka hombe ndiMaidhona yakatsika rusvingo rwemadzimbabwe rukamira kutinhira

Saka tinenge tave kutaura ruyenzaniso pakati pemhondoro makombwe nemudzimu ugere pakati penyika yakaganhurwa naZambezi naLimpopo inova iyo yakaonekwa nekuchiviwa namambo Gabhurona vakati pane Nyika yandaona ndikainzwa ichirira Shiri yehungwe
Saka tinenge tave kutaura Shiri yehungwe ndiMaidhona

Maidhona
Idho
Dhonati
Mutimukuru
Changamire
D***o
Tsokahuru
Svingarehoko
Ravi

Dhonati ndiye akaporofita mureza wezimbabwe
Saka aramba Dhonati aramba Mwari wake
Saka waramba Jira remuteuro waramba Nyika yake
Aramba Nyika yake aramba dzinza rake
Aramba dzinza rake waramba ropa rake
Aramba ropa rake azviramba pachake

Tinokutendai baba makakura nzira

Kumuzinda wehushe tinoombera chigaro chevatongi๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ๐Ÿ‘๐Ÿผ

Areruya
Amen๐Ÿ™๐Ÿฝ๐Ÿ™๐Ÿฝ๐Ÿ™๐Ÿฝ

26/12/2019

Ndiyani zvake akazvipira kufira ino nyika Kuti idzokere sepakutanga๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค

Uku kuimba kwembiri yemudzimu unoyera waMwari ndiani achagona kuenzanisa nyika ino Kuti ifanane nedenga igare kuzvido zvaMwari
Zvikanzi varume ndiri kutsvaka mupositori wekuenda naye.....

Areruya

18/12/2019

Garai munzira ,nzira igare munemi๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค

Uku kutaura kwemudzimu unoyera waMwari
Zvikanzi wanikwai mugere kuzvido zvaMwari ndiko Kuti mugonunurwa

Areruya โ˜ช๏ธโœ๏ธ

17/12/2019

Tipe kupenya kwemazuva ose Gabhurona ๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค๐ŸŽค

Address

Tembisa
Tembisa

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Johane Masowe - Nyenyedzinomwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share