14/08/2016
Wakaropafadzwa iwe wamutswa nashe mangwanani ano nyama nemweya zviri pamwechete tenda Mwari.Kune vaida kuona zuva ranhasi asi zvikaramba,rufu ndokuvashanyira zuva risati rasvika.Hakuzi kugona kwako kurarama inyasha mupe mbiri Jehova nekukupa mumwe mukana zvakare wekurarama. Pawave kurara anopaziva Chero iwe usati waziva Kutie kuchamuka here mangwana asi just give him all the glory and say thank you for today and tomorrow in Jesus Name. AMEN