Bethsaida Masowe Nyenyedzi Nomwe

Bethsaida Masowe Nyenyedzi Nomwe Bethsaida Masowe Nyenyedzi Nomwe

27/05/2024
As we start our new blessed day,tisakanganwa kunamata,muminamato yedu tonamatirawo nyika,things are hard and difficult o...
22/05/2024

As we start our new blessed day,tisakanganwa kunamata,muminamato yedu tonamatirawo nyika,things are hard and difficult out there vamwe vanhu varikurwara kunze uko,vamwe are in bad situations zvekuti l can not mention all difficult times dzikuwira vanhu dzinoda minamato yedu to them.good foundation makes whole building strong, and starting a day with prayer makes whoday great

11/05/2024

Pazvinhu zvese zvatinoita,zvatichaita zita reakatisika ndiro Musiwo,pasina iye hapana chinofamba kana kubudirira saka ngatinamatei nguva ,dzose misi yose

28/04/2024
06/10/2023

Pfacha Army yeRuponeso muKwazulu Natal

Pachirongwa kuenda kuDurban Gogoyi paDurban this weekend 6,7&8 October Durban inogamuchidzwa ruponesooo
02/10/2023

Pachirongwa kuenda kuDurban

Gogoyi paDurban this weekend 6,7&8 October

Durban inogamuchidzwa ruponesooo

Address

Bentley Street
Blue Downs

Telephone

+27624704778

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bethsaida Masowe Nyenyedzi Nomwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category