Muparidzi Anoti

Muparidzi Anoti Zvidzidzo zvemachristu muchishona chanhasi. Zvinobva kuna Muparidzi we kereke ye Nzira dzaJesu. Ndidzo nzira dzakapuwahwo vaIsraeri naMoses. Mwari Akudzwe!

Ndinokuchingamidzai hama vadiwa, muchirongwa che evangeri re Kereke yeNzira dza Kristu Jesu Ishe Wedu (KNJIW), kana kuti COWOCJ pachingezi. Pachannel yekereke ino tino taura pamusoro penzira dzatakasiirwa naiye mambo wedu, Jesu we Nazareta. Ndidzonzira dzaaitaurira vatevedzeri vake kubva pamusi wakataurwa nava Profita kuti nguva yake yekuzvarwa yavakusvika. Akasiya azvisimbisawo kuvadzidzi kuti nz

ira munoiziva, nekwandinoenda munokuziva, muchatevera. Naizvozvo muparidzi uchatora pazvinhu zvaMweya Mutsvene, zvatakavimbiswa naiye Kristu mambo wedu kuti achatora pane zvake. Ndiro ruvheneko rwe wada watora rusingamanikidzwe. (Take it or leave it gospel) rusinatsvete, rusingakufadzei nenhema, rusinakuzvikudza. Ndinovimba muchafadzwa nairo ruvheneko rutsva nekuti vashoma vasingade zvitsva. Nyangwe zvazvo chitsva chatinotaura chichibva panezvekare. Hallelujah!

Address

25 Spinella Drive
Auckland
0652

Telephone

+642108322827

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Muparidzi Anoti posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Muparidzi Anoti:

Shortcuts

Share