24/04/2025
Izwi richiti..... tsoka dzeMunhu mutema dzinoshambidzwa naAbrahama, ndiye anodzipfekedza shangu dzomumoto dzinotonhodza moto weGehena.......
Muviri weMunhu mutema unoshambidzwa na Isaka mufandichimuka naiye Abrahama pachake kuti uve muviri unofa uchimuka uine hukama neGehena..... nokuti nzira inoyenda kumusoro kuDenga kuna Mwaribaba ichibva pano paNyika inopfuura nepasuoguru pagere Peter naMikoro apo yakananga muParadhiso..... Saka haugone kupfuura muGehena dzvuku kana usina kushamba Ropa raIsaka....... Ropa raIsaka ndiwo Rupawo unova iwo mwenje unonzi unoiswa pahuma pembeu yaAbrahama naiye Abrahama pachake uri ndiwo mwenje chete unoita kuti mbeu izivikamwe kuti ndeyani uri ndiwo mwenje mukuru unoita kuti Peter akuzarurire Denga....... Saka kana huma yake ikange isina kugarwa naIsaka, Peter haakuzive nokudaro unenge uri Tsamba isina "address" yokwainoenda....... Saka magumo eTsamba isina "address" yekwainoenda kukandwa mubhini remarara naPost WeDenga anova iye Gabren weDenga pachake..... Saka zvizivei mose mose kuti JESO KRISTU kana ode vanhu vake anovabvunza kuna Abrahama...... Saka kana ukange usimo muchanza chaAbrahama haugone kuzivikamwa naHerijah, Mozisi naJeso Kiristu, nekuti unenge uri mbeu isina kuuchikwa isina muridzi isingazivikamwe kwainoenda...... Saka magumo ako kuperera chete pakati peGehena usina kure kwawaenda nokuti muGehena hamupfuurwe nomunhu asina Mutemo waBabaJohane nokuti zvose Mutemo zvinodikamwa pakukwira koMunhu mutema kumusoro kuDenga kuna Mwaribaba, Jeso Kristu naGabren mudzimu unoyera ........
Ameeeeeeeen ๐ ๐ ๐