Mutumwa Wamwari

Mutumwa Wamwari We are martyrs of faith the all the martyrs of faith fight the good fight

Nyadzi dzinorwadza kudarika kufirwa chamisa ndinotomunyarira wotoona vanhu vachitarisira kuti chamisa  atungamire nyika ...
30/01/2024

Nyadzi dzinorwadza kudarika kufirwa chamisa ndinotomunyarira wotoona vanhu vachitarisira kuti chamisa atungamire nyika iye achitadza kutungamira bato tikamupa nyika inopinda busy nekuchinjwa flag zvese nezita. kwaaaaa Ndaseka zvangu 😂😂😂😂😂💯

15/12/2023

10/10/1992
Tomorrow l will visit Zimbabwe in my fierce anger and they shall be those of the 20st century who shall live
Repent unto the Lord
Blessed 🙏
@ T B Joshua ministriesPPassion JavaAAshley Shingirirai ShoniwaGGraphic Designer

Wen Good was angry with the iniquity of Jesus Christ latter da iPhone is on my way
15/12/2023

Wen Good was angry with the iniquity of Jesus Christ latter da iPhone is on my way

Prophet T B Joshua ministriesCapleton KingGraphic Designer  Java
15/12/2023

Prophet T B Joshua ministries
Capleton King
Graphic Designer

Java

MAMUKASEI ZIMBABWEMUKAI. TINAMATEBABA. Tinokutendai ne huvepo  hwenyu  mu. ZIMBABWE Tinokutendai ne ZANU PF.  Tinokutend...
14/12/2023

MAMUKASEI ZIMBABWE

MUKAI. TINAMATE

BABA. Tinokutendai ne huvepo hwenyu mu. ZIMBABWE
Tinokutendai ne ZANU PF.

Tinokutendai nevakarwira nyika vakomborerei ne. Mhuri dzavo
Muzita RaJesu
Ivai na President. Ne. Makurukota avo ose muzita Ra Jesu ivai nesu nguvadzose mutidzore patinorasika uye patinopesana. Mafungiro nezvematongerwo enyika
Tidzorei nguvadzose mweya mutsvene tungamirai nyika ye ZIMBABWE muve ne runyararo muzita Ra Jesu
Bvisai vaiti vezvakaipa pakatipedu mbavha ne mhondi mabhinya vayende kumajere. Fumurai zvakaipa zvinoitwa munyika nemuvengi security yenyika. Izive muzita Ra Jesu chengetai hupfumi hwenyuka. Hukwanire nyika yedu kuti tizogona kuivaka muzita Ra Jesu
Ivai nesu mukupera kwegore bvisai tsaona mumigwagwa muve nesu patichafamba kukwira nekudzika. Ivai nema Pilots pavanofamba. Nendege zuvanezuva muzita Ra Jesu ivai ne mapurisa edu munguva yekupera kwegore. Munyika muchipinda vanhu vakasiyanasiyana kubva kunze kwenyika vabatsirei kuita basa ravo nekuti amwe acho mabhinya chaiwo mwari batsirai vanavenyu muzita Ra Jesu ivai nevarombo nevanorwara muzita Ra Jesu vabatsirei muvachengete
Bvisai matambudziko mukati medu muzita Ra Jesu. Amen

Ngirozi Yehondo
14/12/2023

Ngirozi Yehondo

Let there be lightProphet T B Joshua ministries
14/12/2023

Let there be light
Prophet T B Joshua ministries

 Ngwere kuDhambeni makazvitya
18/11/2023

Ngwere kuDhambeni makazvitya

16/09/2023

Then l saw that there is more gain in wisdom than in folly , as they is more gain in light than in darkness Ecclesiastes 2 ;12 :17*

13/09/2023

Ndini nani mumwe tambova busy kushandira mhuri munyika yedu yakasununguka? Anyway Mwari ndovakaunza Zanu PF Party kuti ibvise vatema muuranda tinamate takasununguka freedom of worship ♥.
Nekuti nguva inouya kuchava sekubwayira seziso vatsvene vachiyenda kudenga.
Saka kutonga kweZanupf Chamisa hama kutonga kwaMwari. Atizomborambi Mwari wedu nekuda satani wako vakuru vema vaccine kuda kurasa vanhu kuna Mwari varege kusangana nemiviri mitsva.
Zvido zvaMwari
Zvido zve Zanu pf
Zvido zvavanhu pamberi nazvo.
Pasi naSatan

//*[="mount_0_0_QT"]/div/div/div[2]/div/div/div/div[1]/div[1]/div[2]/div[2]/section/main/div/header/section/div[3]/h1
13/09/2023

//*[="mount_0_0_QT"]/div/div/div[2]/div/div/div/div[1]/div[1]/div[2]/div[2]/section/main/div/header/section/div[3]/h1

Address

5th Floor, Barclay House, Khama Crescent, Gaborone
Gaborone

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mutumwa Wamwari posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share