Shoko ra Tenzi

Shoko ra Tenzi Tinoda kukurikura pamusoro pokunaka kweshoko raTenzi

02/04/2021

Zvinoda kurambira muna kristu kuti ivo varambe vachikuchengeta saka Joshuwa 1 vs 8 bhuku yatenzi haifaniri kubva pamunamato saka ivai nesimba pakubata kwenyu .inobva yati simba utsunge moyo handina kkuudza here simba utsunge moyo

Numeri 9 vs10.....
14/02/2021

Numeri 9 vs10.....

02/01/2021
02/09/2020

Deliver my soul ,O LORD, from lying lips and from a deceitful tongue.

21/08/2020

Mateo 7vs7 inoti kumbira unopiwa gogodza unozarurirwa tsvaka unowana .saka paunogogodza tanga wazvinatsa kuti door rekudeng rizaruke uye kumbira nyasha dxokuti simba rivepo raMwari then zvose zvwakarangarira zvoitika

17/06/2020

Zvakazarurwa 14 vs 13 lpapo ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti.Nyora;uti Vakafa, vanofira munashe,vakaropafadzwa kubva zvino . Hon'o ndizvo zvinotaura Mweya ,kuti vazorore pakubata kwavo kukuru .nokuti mabasa avo anovateverera.

06/06/2020

Keep on prayers in hard times jehovha will provide

Answers"

14/04/2020

Mwadi ya Pauro kuvaEfeso 2 vs 1 Wakakuraramisai imi , makanga makafa nokudaririka kwenyu nezvivi zvenyu .

13/04/2020

Huyai mutore ruponeso musina mari huyai zvenyu kumvura zhinji Isaya 55

07/04/2020

Tinochengetwa neshoko raMwari munhu haarami nechokudya pasina shoko raamwari .idyai kudya kweMweya nokudaro muchagutiswa pakudya kwenyu kwenyama .Be blessed

Address

Gaborone

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Shoko ra Tenzi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Shoko ra Tenzi:

Share