The African apostolic Church

The African apostolic Church Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from The African apostolic Church, Religious organisation, Extection 7, Central South Ext 7.

03/04/2022

By Shingi Kawondera

“I don’t believe in those divorce stories. As far as I am concerned, our marriage was never terminated, and as a Rasta(sic), or an aspiring Rasta, I believe if you take an oath in court and swear to love someone, you should love them till death do you part (sic).

Love is not only s*xual. I still love Marry with all my heart, if she needs any of my body parts (laughs), I’m willing to give.

What l mean is love is more than s*x or even living together l have been loving her ever since we separated. I never stopped loving her.” - Zim Morning Post

07/12/2020
07/12/2020

Makadii vaapistora vajesu kose kwamuri ndinovimba kuti sarafim remuranda wamwari Paul mwazha weafrica riri kukuchengetai pakaipa nerima renyika . Zvino hamadzangu kuchengeta zvose zvatakadzidziswa nemuranda wamwari ngatizvichengetei nekuzvitevera nekuti taka piwai zvose zvakakwana uye zviri zvazvokwadi ngatisatsaudzwa nekuda kwasatan arikurwa nebasa wamwari hanziiii navaphiripi3 kutanga pa11 hama handiti ndatowana Kare kana ndatokwanisa asi ndino shingirira kuti ndichiwane chandaka vimbiswa variko nhasi vabuda muchivimbiso nekuda kwechurch politics hama vamwe vava kutopenga nekupombora kuba nekuita zvinonyangadza mwari ngatidzokei pamurairo vamwe vava majumba mushandukwa kuti uzive kuti vapostora kuti uti vava venyika zvavakunetsa. Hama dzokai pamurairo nekuti murairo ndoupenyu mapisarema19:7inoti murairo wajehovha wakakwana unoponisa mweya mukaimba mukati mweya wangu unoponisa ndakasunungura ska musadzokera mujock revasingatendi .Africa forward never backwards

14/09/2020

Makadiii vaapostora vajeso kose kwamuri rakadiiii basa vamwari wakatuma Paul mwazha weafrika pamazuva ano okupedzisira

23/04/2020

God's habitation

23/04/2020
03/01/2020

At this particular time we should hardly worshipping the lord our Father in heaven nomatter hw the life is keep praying all the tyme

Address

Extection 7
Central South Ext 7

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when The African apostolic Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share